Firemoni 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Pauro musungwa akasungirwa Kristu Jesu, tinokunyorera tiri pamwechete naTimoti hama yedu iwe Firimoni Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Pauro, musuŋgwa waKristu Jesu, naTimotio, hama yeɗu, kunaFiremoni, muɗikanwa weɗu nounoɓata nesu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Pauro, musungwa waKristu Jesu, naTimoti, hama yedu, kuna Firimoni, mudikanwi wedu noanobata nesu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Pauro musungwa akasungirwa Kristu Jesu, tinokunyorera tiri pamwechete naTimoti hama yedu iwe Firimoni Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndini Pauro musungwa akasungirwa Kristu Jesu, tinokunyorera tiri pamwechete naTimoti hama yedu iwe Firimoni Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pauro, musungwa waKristu Jesu, naTimoti hama yedu, kuna Firimoni shamwari yedu inodikanwa uye nomushandi pamwe chete nesu, Viz kapitola |