Ezira 10:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakazvisunga nemhiko kuramba vakadzi vavo. Mupiro wokuripa mhosva wavakabvisira mhosva yavo ndowehondohwe yepazvipfuwo zvomudanga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋakapika noruʋoko rwaʋo, kuti ʋacarega ʋakadzi ʋaʋo; ʋuye, ɀaʋakaŋga ʋanemhoȿa, ʋakaɓayira gondobge ramakwai pamsoro pemhoȿa yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vakapika noruoko rwavo, kuti vacharega vakadzi vavo; uye, zvavakanga vane mhosva, vakabayira gondobwe ramakwai pamusoro pemhosva yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakazvisunga nemhiko kuramba vakadzi vavo. Mupiro wokuripa mhosva wavakabvisira mhosva yavo ndowehondohwe yepazvipfuwo zvomudanga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakazvisunga nemhiko kuramba vakadzi vavo. Mupiro wokuripa mhosva wavakabvisira mhosva yavo ndowehondohwe yepazvipfuwo zvomudanga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 (Vose vakapika namaoko avo kuti vachadzinga vakadzi vavo, uye pamhosva dzavo mumwe nomumwe wavo akapa gondobwe kubva pamakwai ake sechipiriso chechivi.) Viz kapitola |