Ezira 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pakati pevanakomana vokuvapristi: vanhu vakawanika vakaroora vakadzi vechirudzi ndevava ava: kuvanakomana vokwaJeshua: nokwaJozadhaki nehama dzavo, ndiMaaseya naEriezero naJaribhu naGedhariya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Napakati paʋanakomana ʋaʋaprista ʋakawana ʋamŋe ʋakaŋga ʋawana ʋakadzi ʋatorwa: Pakati paʋanakomana ʋaJeshua ʋaiti mŋanakomana waJozadaki nehama dzake, Maaseya, naEriezeri, naJaribi, naGedaria. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Napakati pavanakomana vavapristi vakawana vamwe vakanga vawana vakadzi vatorwa. Pakati pavanakomana vaJeshua vaiti mwanakomana waJozadhaki nehama dzake, Maaseya, naEriezeri, naJaribhi, naGedharia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pakati pevanakomana vokuvapristi: vanhu vakawanika vakaroora vakadzi vechirudzi ndevava ava: kuvanakomana vokwaJeshua: nokwaJozadhaki nehama dzavo, ndiMaaseya naEriezero naJaribhu naGedhariya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Pakati pevanakomana vokuvapristi: vanhu vakawanika vakaroora vakadzi vechirudzi ndevava ava: kuvanakomana vokwaJeshua: nokwaJozadhaki nehama dzavo, ndiMaaseya naEriezero naJaribhu naGedhariya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Pakati pezvizvarwa zvavaprista, ava ndivo vakanga vawana vakadzi vatorwa: Kubva kuzvizvarwa zvaJeshua mwanakomana waJozadhaki nehama dzake: Maaseya, Eriezeri, Jaribhu naGedharia. Viz kapitola |