Online Bible

- Reklamy -

Ezira 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asika vanhu vakawanda ava uye inguva yokuwanda kwemvura yokunaya. Hatigone kuramba takamira panze pano uye harisi basa rezuva rimwechete kana maviri nokuti kukanganisa kwedu panyaya iyoyi kukuru chaizvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi ʋanhu ʋazhinji, ʋuye iŋguʋa yokunaya kwemvura zhinji, hatigoni kumira kunze; ɓasa iri harizi rezuʋa rimŋe, kana mazuʋa maʋiri, nokuti takaɗarika kwaɀo pacinhu ici.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi vanhu vazhinji, uye inguva yokunaya kwemvura zhinji, hatigoni kumira kunze; basa iri harizi rezuva rimwe, kana mazuva maviri, nokuti takadarika kwazvo pachinhu ichi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asika vanhu vakawanda ava uye inguva yokuwanda kwemvura yokunaya. Hatigone kuramba takamira panze pano uye harisi basa rezuva rimwechete kana maviri nokuti kukanganisa kwedu panyaya iyoyi kukuru chaizvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asika vanhu vakawanda ava uye inguva yokuwanda kwemvura yokunaya. Hatigone kuramba takamira panze pano uye harisi basa rezuva rimwechete kana maviri nokuti kukanganisa kwedu panyaya iyoyi kukuru chaizvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Asi pane vanhu vakawanda pano uye inguva yokunaya kwemvura; saka hatingamire panze. Pamusoro pezvo basa iri harigoni kuitwa nezuva rimwe chete kana mazuva maviri, nokuti takatadza zvikuru nokuda kwechinhu ichi.

Viz kapitola kopírovat

Ezira 10:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy