Online Bible

- Reklamy -

Ezira 10:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mupristi Ezira akasimuka akati kwavari, “Makakanganisa nokuroora kwamakaita vakadzi vechirudzi mukaita kuti mhosva yeIsiraeri ikure.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ipapo muprista Ezra akasimuka, akati kwaʋari: Imi makaɗarika, mukawana ʋakadzi ʋatorwa, mukanyanyisa mhoȿa yaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ipapo mupristi Ezira akasimuka, akati kwavari, “Imi makadarika, mukawana vakadzi vatorwa, mukanyanyisa mhosva yaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mupristi Ezira akasimuka akati kwavari, “Makakanganisa nokuroora kwamakaita vakadzi vechirudzi mukaita kuti mhosva yeIsiraeri ikure.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Mupristi Ezira akasimuka akati kwavari, “Makakanganisa nokuroora kwamakaita vakadzi vechirudzi mukaita kuti mhosva yeIsiraeri ikure.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Ipapo Ezira muprista akasimuka akati kwavari, “Makatadza; makawana vakadzi vatorwa, mukawedzera mhosva yaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Ezira 10:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy