Ezira 10:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ezira paakanga achinamata achireurura nokuhwihwidza kuchema nokuzvirovera pasi pamberi pemba yaMwari, chita chikuru kwazvo chavarume navakadzi navana chakaungana kwaari chichibva muIsiraeri nokuti vanhu vaichema kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Ezra wakati acinyeŋgetera, aciɀireʋurura, acicema nokuɀiwisira pasi pamberi peimba yaMŋari, ʋuŋgano huru‐huru yaʋarume naʋakadzi naʋana ʋaʋaIsraeri ʋakaʋuŋgana kwaari; nokuti ʋanhu ʋakacema ɀikuru kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Ezira akati achinyengetera, achizvireurura, achichema nokuzviwisira pasi pamberi peimba yaMwari, ungano huru-huru yavarume navakadzi navana vavaIsiraeri vakaungana kwaari; nokuti vanhu vakachema zvikuru kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ezira paakanga achinamata achireurura nokuhwihwidza kuchema nokuzvirovera pasi pamberi pemba yaMwari, chita chikuru kwazvo chavarume navakadzi navana chakaungana kwaari chichibva muIsiraeri nokuti vanhu vaichema kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ezira paakanga achinamata achireurura nokuhwihwidza kuchema nokuzvirovera pasi pamberi pemba yaMwari, chita chikuru kwazvo chavarume navakadzi navana chakaungana kwaari chichibva muIsiraeri nokuti vanhu vaichema kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ezira paakanga achinyengetera achireurura, achichema uye achizviwisira pasi pamberi peimba yaMwari, ungano huru huru yavarume, vakadzi navana vavaIsraeri yakaungana paari. Naivowo vakachema zvikuru kwazvo. Viz kapitola |