Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu simudza musoro wakatarisa kuchamhembe.” Saizvozvo ndakasimudza musoro ndakatarisa kuchamhembe, onei kuchamhembe kweSuo Guru rokuAtari pamusuo pakanga paine chimufananidzo chiya chokunamata cheshanje.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ipapo akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, rinzira meso ako kurutiʋi rwokumsoro. Ipapo ndakariŋgira meso aŋgu kurutiʋi rwokumsoro, ndikaʋona kurutiʋi rwokumsoro rwesuʋo reartari cifananidzo ici cegoɗo cimire panopindwa napo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, rinzira meso ako kurutivi rwokumusoro.” Ipapo ndakaringira meso angu kurutivi rwokumusoro, ndikaona kurutivi rwokumusoro rwesuo rearitari chifananidzo ichi chegodo chimire panopindwa napo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu simudza musoro wakatarisa kuchamhembe.” Saizvozvo ndakasimudza musoro ndakatarisa kuchamhembe, onei kuchamhembe kweSuo Guru rokuAtari pamusuo pakanga paine chimufananidzo chiya chokunamata cheshanje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu simudza musoro wakatarisa kuchamhembe.” Saizvozvo ndakasimudza musoro ndakatarisa kuchamhembe, onei kuchamhembe kweSuo Guru rokuAtari pamusuo pakanga paine chimufananidzo chiya chokunamata cheshanje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, tarira kumusoro.” Naizvozvo ndakatarisa, uye pamukova wokumusoro kwesuo rearitari ndakaona chifananidzo ichi chegodo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 8:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy