Ezekieri 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pamberi pazvo pakanga pamire makumi manomwe avarume vari vakuru vakuru vemba yaIsiraeri vaina Jaazaniya mwanakomana wokwaShafani amire pakati pavo. Mumwe nomumwe wavo aiva nebisiro rorusenzi muruoko. Izvozvo gore routsi hworusenzi hwaitogoka mudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Pamberi paɀo pakaŋga pamire ʋarume ʋanamakumi manomŋe ʋaʋakuru ʋeimba yaIsraeri; pakati paʋo pakaŋga pamire Jaazania mŋanakomana waShafani, mumŋe nomumŋe akaɓata haryana yake yeɀinonhuwira muruʋoko rwake; munhuwi wegore reɀinonhuwira ukaramba ucikwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Pamberi pazvo pakanga pamire varume vana makumi manomwe vavakuru veimba yaIsiraeri; pakati pavo pakanga pamire Jaazania mwanakomana waShafani, mumwe nomumwe akabata hadyana yake yezvinonhuwira muruoko rwake; munhuwi wegore rezvinonhuwira ukaramba uchikwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pamberi pazvo pakanga pamire makumi manomwe avarume vari vakuru vakuru vemba yaIsiraeri vaina Jaazaniya mwanakomana wokwaShafani amire pakati pavo. Mumwe nomumwe wavo aiva nebisiro rorusenzi muruoko. Izvozvo gore routsi hworusenzi hwaitogoka mudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pamberi pazvo pakanga pamire makumi manomwe avarume vari vakuru vakuru vemba yaIsiraeri vaina Jaazaniya mwanakomana wokwaShafani amire pakati pavo. Mumwe nomumwe wavo aiva nebisiro rorusenzi muruoko. Izvozvo gore routsi hworusenzi hwaitogoka mudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pamberi pazvo pakanga pamire vakuru makumi manomwe veimba yaIsraeri, uye Jaazania mwanakomana waShafani akanga akamira pakati pavo. Mumwe nomumwe akanga akabata hadyana yezvinonhuhwira muruoko rwake, uye munhuwi wegore rezvinonhuhwira wakanga uchienda kumusoro. Viz kapitola |