Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Utsinye hwakura kutoitawo kamuitiro chaiko kouipi. Hakuna nomumwe wavo achasara kana zvinhu zvavo zvakawanda kunyange upfumi hwavo kana kuzovawo nembiri pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Kuita nesimba kwamuka, kwaita shamhu yeɀakashata; hakunacicasara kwaʋari, kana paʋanhu ʋaʋo ʋazhinji, kana pafuma yaʋo; hakuŋgaʋi necinhu cakanaka pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Kuita nesimba kwamuka, kwaita shamhu yezvakashata; hakuna chichasara kwavari, kana pavanhu vavo vazhinji, kana papfuma yavo; hakungavi nechinhu chakanaka pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Utsinye hwakura kutoitawo kamuitiro chaiko kouipi. Hakuna nomumwe wavo achasara kana zvinhu zvavo zvakawanda kunyange upfumi hwavo kana kuzovawo nembiri pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Utsinye hwakura kutoitawo kamuitiro chaiko kouipi. Hakuna nomumwe wavo achasara kana zvinhu zvavo zvakawanda kunyange upfumi hwavo kana kuzovawo nembiri pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Kuita nechisimba kwakura kukava shamhu yokuranga zvakaipa; hakuna mumwe wavanhu ava achasara, hakuna pavazhinji vavo ivavo, kana pfuma kana chinokosha.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 7:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy