Ezekieri 48:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Dzinza rokwaZebhuroni rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaIsakari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Pamuganho waIsakari, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waZeburuni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Pamuganho waIsakari, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waZebhuruni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Dzinza rokwaZebhuroni rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaIsakari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Dzinza rokwaZebhuroni rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaIsakari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Zebhuruni achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaIsakari kubva kumabvazuva kusvika kumavirira. Viz kapitola |