Ezekieri 48:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Dzinza rokwaIsakari rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaSimioni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Pamuganho waSimeoni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waIsakari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Pamuganho waSimeoni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waIsakari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Dzinza rokwaIsakari rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaSimioni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Dzinza rokwaIsakari rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaSimioni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Isakari achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaSimeoni kubva kumabvazuva kusvika kumavirira. Viz kapitola |