Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 48:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Dzinza rokwaAsheri, mugove mumwechete, unobvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira wakabatana nenyika yokwaDhani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Pamuganho waDani, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waAsheri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Pamuganho waDhani, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waAsheri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Dzinza rokwaAsheri, mugove mumwechete, unobvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira wakabatana nenyika yokwaDhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Dzinza rokwaAsheri, mugove mumwechete, unobvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira wakabatana nenyika yokwaDhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Asheri achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaDhani kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 48:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy