Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 48:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Havafaniri kuitengesa kana kutsinhanisa kana kachidimbu zvako kayo. Havafaniri kurasa mugove iwoyu wedunhu irori rakakosha nokuti idhunhu rinoereserwa Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Haʋafaniri kutoŋgoiteŋgesa, kana kuitsinhanha neimŋe nyika, ʋuye ɀiɓereko ɀokutaŋga ɀenyika haɀifaniri kupfuʋudzwa, nokuti ɀitȿene kunaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Havafaniri kutongoitengesa, kana kuitsinhanha neimwe nyika, uye zvibereko zvokutanga zvenyika hazvifaniri kupfuudzwa, nokuti zvitsvene kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Havafaniri kuitengesa kana kutsinhanisa kana kachidimbu zvako kayo. Havafaniri kurasa mugove iwoyu wedunhu irori rakakosha nokuti idhunhu rinoereserwa Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Havafaniri kuitengesa kana kutsinhanisa kana kachidimbu zvako kayo. Havafaniri kurasa mugove iwoyu wedunhu irori rakakosha nokuti idhunhu rinoereserwa Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Havafaniri kuitengesa kana kutsinhanisa chimwe chikamu chayo. Iyi inyika yakanakisisa uye haifaniri kuiswa mumaoko avamwe vanhu, nokuti itsvene kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 48:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy