Ezekieri 47:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Munofanira kuikamuranisa zvakaenzana. Ndakatsidzira kuzoipa kumadzibaba enyu, zvino nyika iyoyi ichava mumaoko menyu senhaka yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Munofanira kuigara nhaka, mumŋe acienzaniswa nomumŋe; nokuti ndakapika kuti ndicaipa madziɓaɓa enyu; nyika iyi icaʋa nhaka yenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Munofanira kugara nhaka, mumwe achienzaniswa nomumwe; nokuti ndakapika kuti ndichaipa madzibaba enyu; nyika iyi ichava nhaka yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Munofanira kuikamuranisa zvakaenzana. Ndakatsidzira kuzoipa kumadzibaba enyu, zvino nyika iyoyi ichava mumaoko menyu senhaka yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Munofanira kuikamuranisa zvakaenzana. Ndakatsidzira kuzoipa kumadzibaba enyu, zvino nyika iyoyi ichava mumaoko menyu senhaka yenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Unofanira kuiganhura zvakaenzana pakati pavo. Nokuti ndakapika noruoko rwakasimudzwa kuti ndichaipa kumadzitateguru enyu, nyika iyi ichava nhaka yenyu. Viz kapitola |