Ezekieri 47:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi zvidzengerere zvarwo zvemvura namajakwi haazova mvura yakanaka zvichasiyiwa kuri kuitira munyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi panamatope napanamacakwi hapaŋgaporeswi; acaregererwa munyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Asi panamatope napanamachakwi hapangaporeswi; acharegererwa munyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi zvidzengerere zvarwo zvemvura namajakwi haazova mvura yakanaka zvichasiyiwa kuri kuitira munyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi zvidzengerere zvarwo zvemvura namajakwi haazova mvura yakanaka zvichasiyiwa kuri kuitira munyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi matoro namachakwi haangavi nemvura yakanaka; zvichasarira munyu. Viz kapitola |