Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 46:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvanzi naTenzi Mwari, “Kana ishe akapa chipo kumwanakomana wake upi zvake chinobva panhaka yake chichava chavanakomana vake. Inhaka yavo yavakaita zvokusiyirwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀanzi naShe Jehova: Kana mucinda akapa mumŋe waʋanakomana ʋake cipo, yaʋa nhaka yake, cicaʋa caʋanakomana ʋake; caʋa caʋo nokugara nhaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvanzi naIshe Jehovha, “Kana muchinda akapa mumwe wavanakomana vake chipo, yava nhaka yake, chichava chavanakomana vake; chava chavo nokugara nhaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvanzi naTenzi Mwari, “Kana ishe akapa chipo kumwanakomana wake upi zvake chinobva panhaka yake chichava chavanakomana vake. Inhaka yavo yavakaita zvokusiyirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Zvanzi naTenzi Mwari, “Kana ishe akapa chipo kumwanakomana wake upi zvake chinobva panhaka yake chichava chavanakomana vake. Inhaka yavo yavakaita zvokusiyirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Kana muchinda achipa chipo chinobva panhaka yake kuno mumwe wavanakomana vake, chichavawo chezvizvarwa zvake zvinotevera, chichava chavo chenhaka.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 46:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy