Ezekieri 45:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Anofanira kuona kuti pane bhagidhi roupfu pahandira yoga yoga uye bhagidhi roupfu pahondohwe imwe neimwe namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi roga roga pamupiro wembesanwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋuye unofanira kugadzira cipiriso coʋupfu, efa imŋe panzombe imŋe neimŋe, neefa imŋe pagondobge rimŋe nerimŋe, nehini yamafuta paefa imŋe neimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Uye anofanira kugadzira chipiriso choupfu, efa imwe panzombe imwe neimwe, neefa imwe pahondohwe rimwe nerimwe, nehini yamafuta paefa imwe neimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Anofanira kuona kuti pane bhagidhi roupfu pahandira yoga yoga uye bhagidhi roupfu pahondohwe imwe neimwe namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi roga roga pamupiro wembesanwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Anofanira kuona kuti pane bhagidhi roupfu pahandira yoga yoga uye bhagidhi roupfu pahondohwe imwe neimwe namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi roga roga pamupiro wembesanwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Anofanira kuuya nechipiriso chezviyo paefa imwe chete pahando imwe neimwe, uyewo efa pagondobwe rimwe nerimwe, pamwe chete nehini yamafuta paefa imwe neimwe. Viz kapitola |