Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 45:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kubva mumhuri dzavaIsiraeri, padanga roga roga remazana maviri ehwai ngapabviswe hwai imwechete. “Iyoyi ndiyo mipiro yekoroni, nemipiro yokupisa, nemipiro yokuwadzana iri mipiro yokupfupira zvitadzo. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 ʋuye gwaiana rimŋe paɓoka ramakwai anamazana maʋiri, ari pamafuro akanatso‐ɗiridzwa aʋaIsraeri; ɀiʋe cipiriso coʋupfu, necipiriso cinopiswa, necipiriso cokuyananisa, kuʋayananisira — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 uye gwayana rimwe paboka ramakwai ana mazana maviri, ari pamafuro akanatsodiridzwa avaIsiraeri; zvive chipiriso choupfu, nechipiriso chinopiswa, nechipiriso chokuyananisa, kuvayananisira, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kubva mumhuri dzavaIsiraeri, padanga roga roga remazana maviri ehwai ngapabviswe hwai imwechete. “Iyoyi ndiyo mipiro yekoroni, nemipiro yokupisa, nemipiro yokuwadzana iri mipiro yokupfupira zvitadzo. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Kubva mumhuri dzavaIsiraeri, padanga roga roga remazana maviri ehwai ngapabviswe hwai imwechete. “Iyoyi ndiyo mipiro yekoroni, nemipiro yokupisa, nemipiro yokuwadzana iri mipiro yokupfupira zvitadzo. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Uyewo gwai rimwe chete rinofanira kutorwa kubva paboka rimwe nerimwe ramazana maviri achibva kumafuro akawana mvura yakakwana eIsraeri. Izvi zvichashandiswa pazvipiriso zvezviyo, nezvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuwadzana kuti zviyananisire vanhu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 45:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy