Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 45:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mari yeshekeri inofanira kuita zana ramagiramu rina magiramu makumi maviri uye mashekeri mashanu achiita makumi mashanu amagiramu ane magiramu manomwe ane hafu uyewo gumi ramashekeri richiitawo magiramu zana rine gumi namashanu, minawo renyu rimwechete richiita mamirigiramu makumi matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Shekeri rinofanira kuita magera makumi maʋiri; mane yenyu inofanira kuʋa mashekeri anamakumi maʋiri, namashekeri anamakumi maʋiri namashanu, namashekeri anegumi namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Shekeri rinofanira kuita magera makumi maviri; mana yenyu inofanira kuva mashekeri ana makumi maviri, namashekeri namakumi maviri namashanu, namashekeri ane gumi namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mari yeshekeri inofanira kuita zana ramagiramu rina magiramu makumi maviri uye mashekeri mashanu achiita makumi mashanu amagiramu ane magiramu manomwe ane hafu uyewo gumi ramashekeri richiitawo magiramu zana rine gumi namashanu, minawo renyu rimwechete richiita mamirigiramu makumi matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Shekeri rinofanira kuva namagera makumi maviri. Mashekeri makumi maviri kusanganisa namashekeri makumi maviri namashanu, kusanganisa namashekeri gumi namashanu zvinokwana mina rimwe chete.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 45:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy