Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 44:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 “Havafaniri kuva nenhaka, ini ndini nhaka yavo. Saka usavape nyika muIsiraeri, ini ndini nyika yavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ʋacaʋa nenhaka; ini ndini nhaka yaʋo; hamufaniri kuʋapa fuma pakati paIsraeri, ini ndini fuma yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 “Vachava nenhaka; ini ndini nhaka yavo; hamufaniri kuvapa pfuma pakati paIsiraeri, ini ndini pfuma yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 “Havafaniri kuva nenhaka, ini ndini nhaka yavo. Saka usavape nyika muIsiraeri, ini ndini nyika yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 “Havafaniri kuva nenhaka, ini ndini nhaka yavo. Saka usavape nyika muIsiraeri, ini ndini nyika yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 “ ‘Ndini chete ndichava nhaka yavaprista. Haufaniri kuvapa mugove pakati paIsraeri; ini ndichavapa mugove wavo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 44:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy