Ezekieri 44:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi akati kwandiri, “Suo Guru iri richaramba rakapfigwa. Harifaniri kumbozarurwa. Hapana anofanira kumbopinda nepo nokuti Tenzi, Mwari weIsiraeri ndipo paapinda napo. Naizvozvo rinofanira kugara rakapfigwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jehova akati kwandiri: Suʋo iri rinofanira kugara rakapfigwa, harifaniri kuzarurwa, ʋuye hakunomunhu unofanira kupinda naro, nokuti Jehova Mŋari waIsraeri wapinda naro; saka rinofanira kuramba rakapfigwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Jehovha akati kwandiri, “Suo iri rinofanira kugara rakapfigwa, harifaniri kuzarurwa, uye hakuna munhu anofanira kupinda naro, nokuti Jehovha Mwari waIsiraeri wapinda naro; saka rinofanira kuramba rakapfigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi akati kwandiri, “Suo Guru iri richaramba rakapfigwa. Harifaniri kumbozarurwa. Hapana anofanira kumbopinda nepo nokuti Tenzi, Mwari weIsiraeri ndipo paapinda napo. Naizvozvo rinofanira kugara rakapfigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tenzi akati kwandiri, “Suo Guru iri richaramba rakapfigwa. Harifaniri kumbozarurwa. Hapana anofanira kumbopinda nepo nokuti Tenzi, Mwari weIsiraeri ndipo paapinda napo. Naizvozvo rinofanira kugara rakapfigwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jehovha akati kwandiri, “Suo iri rinofanira kugara rakapfigwa. Harifaniri kuzarurwa; hakuna munhu angapinda naro. Rinofanira kugara rakapfigwa nokuti Jehovha, Mwari waIsraeri, akapinda napariri: Viz kapitola |