Ezekieri 44:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Uye pavanobuda kunhandare yokunze kuvanhu, vanofanira kubvisa magemenzi avanga vachishanda vakapfeka voarongedza mudzimba dzinoera vopfeka mamwe magemenzi nokuti vangadaro vakaitisa vanhu zvinhu zvino muko namagemenzi avo iwayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana ʋaciɓuɗira kuruʋazhe rwokunze, iko kuruʋazhe rwokunze kuʋanhu, ʋanofanira kubvisa ŋguʋo dzaʋo dzaʋanoshumira nadzo, ndokudziisa mumakamuri matȿene; ʋanofanira kufuka dzimŋe ŋguʋo, kuti ʋarege kuita ʋanhu ʋatȿene neŋguʋo dzaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Kana vachibudira kuruvanze rwokunze, iko kuruvazhe rwokunze kuvanhu, vanofanira kubvisa nguo dzavo dzavanoshumira nadzo, ndokudziisa mumakamuri matsvene; vanofanira kufuka dzimwe nguo, kuti varege kuita vanhu vatsvene nenguo dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Uye pavanobuda kunhandare yokunze kuvanhu, vanofanira kubvisa magemenzi avanga vachishanda vakapfeka voarongedza mudzimba dzinoera vopfeka mamwe magemenzi nokuti vangadaro vakaitisa vanhu zvinhu zvino muko namagemenzi avo iwayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Uye pavanobuda kunhandare yokunze kuvanhu, vanofanira kubvisa magemenzi avanga vachishanda vakapfeka voarongedza mudzimba dzinoera vopfeka mamwe magemenzi nokuti vangadaro vakaitisa vanhu zvinhu zvino muko namagemenzi avo iwayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Pavanobuda vachipinda muruvazhe rwokunze kunova ndiko kuna vanhu, vanofanira kubvisa nguo dzavanga vachishumira nadzo vagodzisiya mumakamuri matsvene, vagopfeka dzimwe nguo, kuti varege kunatsa vanhu nenguo dzavo. Viz kapitola |