Ezekieri 44:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vanofanira kupfeka nguwani dzerineni mumusoro mavo, muchiuno mavo vakasungira mabhurukwa erineni. Havafaniri kupfeka chose chose chinokonzera dikita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋacafanira kufuka ŋgowani dzemiceka pamisoro yaʋo, ʋuye ʋacafanira kuʋa namaburuku emiceka paɀiʋuno ɀaʋo; ŋgaʋarege kuɀisuŋga ciʋuno necinhu cinoɓuɗisa ziya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Vachafanira kufuka ngowani dzerineni pamisoro yavo, uye vachafanira kuva namabhurukwa erineni pazviuno zvavo; ngavarege kuzvisunga chiuno nechinhu chinobudisa ziya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vanofanira kupfeka nguwani dzerineni mumusoro mavo, muchiuno mavo vakasungira mabhurukwa erineni. Havafaniri kupfeka chose chose chinokonzera dikita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vanofanira kupfeka nguwani dzerineni mumusoro mavo, muchiuno mavo vakasungira mabhurukwa erineni. Havafaniri kupfeka chose chose chinokonzera dikita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vanofanira kupfeka nguwani dzomucheka pamisoro yavo uye nguo dzomukati dzomucheka muzviuno zvavo. Havafaniri kufuka chinhu chinovaitisa ziya. Viz kapitola |