Ezekieri 44:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ivava ndivo vachapinda muNzvimbo yangu Inoera, uye ndivo vachasvika paAtari yangu kuzondishandira. Ndivo vachandiitira basa rokuchengetedza zvinhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 ʋacapinda munɀimbo yaŋgu tȿene, ʋacasweɗera kutafura yaŋgu, kuti ʋandishumire, ʋuye ʋacaceŋgeta ɓasa raŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 vachapinda munzvimbo yangu tsvene, vachaswedera kutafura yangu, kuti vandishumire, uye vachachengeta basa rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ivava ndivo vachapinda muNzvimbo yangu Inoera, uye ndivo vachasvika paAtari yangu kuzondishandira. Ndivo vachandiitira basa rokuchengetedza zvinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ivava ndivo vachapinda muNzvimbo yangu Inoera, uye ndivo vachasvika paAtari yangu kuzondishandira. Ndivo vachandiitira basa rokuchengetedza zvinhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ivo chete ndivo vanofanira kupinda munzvimbo yangu tsvene; ndivo chete vanofanira kuswedera patafura yangu kuti vashumire pamberi pangu vagoita basa rangu. Viz kapitola |