Ezekieri 44:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Havafaniri kusvika pedyo neni vachindiitira basa roupristi kana kusvika pane zvinhu zvangu zvose zvinoera, kana pedyo nezvinhu zvinoeresesa asi kutoti vanofanira kunyara nazvo pamusana pounyangadzi hwavo hwakan'ora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Haʋaŋgasweɗeri kwandiri, kundiitira ɓasa roʋuprista, kana kusweɗera kucinhu cipi necipi ceɀinhu ɀaŋgu ɀitȿene, kuɀinhu ɀitȿene kwaɀo; asi ʋacaʋa nemhoȿa yokunyadziswa kwaʋo, neyeɀinonyadzisa ɀaʋo ɀaʋakaita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Havangaswederi kwandiri, kundiitira basa rohupristi, kana kuswedera kuchinhu chipi nechipi chezvinhu zvangu zvitsene, kuzvinhu zvitsvene kwazvo; asi vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo, neyezvinonyadzisa zvavo zvavakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Havafaniri kusvika pedyo neni vachindiitira basa roupristi kana kusvika pane zvinhu zvangu zvose zvinoera, kana pedyo nezvinhu zvinoeresesa asi kutoti vanofanira kunyara nazvo pamusana pounyangadzi hwavo hwakan'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Havafaniri kusvika pedyo neni vachindiitira basa roupristi kana kusvika pane zvinhu zvangu zvose zvinoera, kana pedyo nezvinhu zvinoeresesa asi kutoti vanofanira kunyara nazvo pamusana pounyangadzi hwavo hwakan'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Havafaniri kuswedera kuti vandishumire savaprista kana kuswedera pane chinhu chipi nechipi chezvinhu zvangu zvitsvene kana pazvipiriso zvangu zvitsvene-tsvene; vanofanira kuzvitakurira kunyadziswa kwezvinyangadzo zvavakaita. Viz kapitola |