Ezekieri 43:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanoita izvi nokuisa misuo yavo pamusuo pangu namagwatidziro avo akatarisana namagwatidziro angu, nechidziro chiricho choga chatakaganhurana, ivo neni. Vakan'oresa zita rangu rinoera zvinosemesa zvavo zvavakaita, ndokusaka ndakavaroromesa nehasha dzangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 nokuisa cikumbaridzo caʋo pacikumbaridzo caŋgu, nembiru dzemikoʋa yaʋo parutiʋi rwembiru dzemikoʋa yaŋgu, kukaŋgoʋa necidziro pakati paŋgu naiʋo; ʋakaȿiɓisa zita raŋgu neɀinonyaŋgadza ɀaʋo ɀaʋakaita; naiɀoɀo ndakaʋapedza nokutsamŋa kwaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 nokuisa chikumbaridzo chavo pachikumbaridzo changu, nembiru dzemikova yavo parutivi rwembiru dzemikova yangu, kukangova nechidziro pakati pangu naivo; vakasvibisa zita rangu nezvinonyangadza zvavo zvavakaita; naizvozvo ndakavapedza nokutsamwa kwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanoita izvi nokuisa misuo yavo pamusuo pangu namagwatidziro avo akatarisana namagwatidziro angu, nechidziro chiricho choga chatakaganhurana, ivo neni. Vakan'oresa zita rangu rinoera zvinosemesa zvavo zvavakaita, ndokusaka ndakavaroromesa nehasha dzangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vanoita izvi nokuisa misuo yavo pamusuo pangu namagwatidziro avo akatarisana namagwatidziro angu, nechidziro chiricho choga chatakaganhurana, ivo neni. Vakan'oresa zita rangu rinoera zvinosemesa zvavo zvavakaita, ndokusaka ndakavaroromesa nehasha dzangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pavakaisa chikumbaridzo mujinga mechikumbaridzo changu namagwatidziro pajinga pegwatidziro rangu pachingova norusvingo pakati pangu naivo, vakasvibisa zita rangu dzvene nezvinonyangadza zvavakaita. Saka ndakavaparadza mukutsamwa kwangu. Viz kapitola |