Ezekieri 43:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvino chiratidzo chandakaona chakanga chakafanana nechiratidzo chandakanga ndamboona paakauya kuzoparadza guta, chakaitawo sechiratidzo chandakamboona ndiri pedyo nerwizi rweKebhari. Ndakawira pasi nouso. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀakaŋga ɀakafanana neɀandakaʋona, iɀo ɀandakaʋona ŋguʋa yandakaʋuya kuzoparadza guta; ɀandakaʋona ɀino ɀakaŋga ɀakafanana neɀandakaʋona parwizi rwaKebari; ini ndikawira pasi neciso caŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvakanga zvakafanana nezvandakaona, izvo zvandakaona nguva yandakauya kuzoparadza guta; zvandakaona zvino zvakanga zvakafanana nezvandakaona parwizi rwaKebhari; ini ndikawira pasi nechiso changu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvino chiratidzo chandakaona chakanga chakafanana nechiratidzo chandakanga ndamboona paakauya kuzoparadza guta, chakaitawo sechiratidzo chandakamboona ndiri pedyo nerwizi rweKebhari. Ndakawira pasi nouso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvino chiratidzo chandakaona chakanga chakafanana nechiratidzo chandakanga ndamboona paakauya kuzoparadza guta, chakaitawo sechiratidzo chandakamboona ndiri pedyo nerwizi rweKebhari. Ndakawira pasi nouso. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Chiratidzo chandakaona chakanga chakaita sechiratidzo chandakanga ndamboona paakauya kuzoparadza guta uye nechiratidzo chandakaona paRwizi rweKebhari, ndikawira pasi nechiso changu. Viz kapitola |