Ezekieri 43:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 onei kupenya kwokuvapo kwaMwari weIsiraeri kuchibva kumabvazuva uye kutinhira kwokuuya kwake kwainge kuwunga kwamafashamo emvura uyewo nyika yakabva yati ngwe-e kuchena nembiri yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino tarira, kubginya kwaMŋari waIsraeri kwakabva kurutiʋi rwamabvazuʋa; inzwi rake rakaŋga rakaita somubvumo wemvura zhinji; pasi pakapenya nokubginya kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvinotarira, kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakabva kurutivi rwamabvazuva; izwi rake rakanga rakaita somubvumo wemvura zhinji; pasi pakapenya nokubwinya kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 onei kupenya kwokuvapo kwaMwari weIsiraeri kuchibva kumabvazuva uye kutinhira kwokuuya kwake kwainge kuwunga kwamafashamo emvura uyewo nyika yakabva yati ngwe-e kuchena nembiri yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 onei kupenya kwokuvapo kwaMwari weIsiraeri kuchibva kumabvazuva uye kutinhira kwokuuya kwake kwainge kuwunga kwamafashamo emvura uyewo nyika yakabva yati ngwe-e kuchena nembiri yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye ndakaona kubwinya kwaMwari waIsraeri kuchibva kumabvazuva. Inzwi rake rakanga rakaita somubvumo wemvura zhinji, uye pasi pakapenya nokubwinya kwake. Viz kapitola |