Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 42:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Paivawo nechidziro nechokunze chakavambirana nedzimba idzodzo woenda kunhandare yokunze pakatarisana nedzimba. Dzaiita makumi maviri amamita ana mamita mashanu kureba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ruȿiŋgo rwakaŋga ruri kunze kurutiʋi rwamakamuri kuruʋazhe rwokunze pamberi pamakamuri, rwakaȿika makubiti makumi mashanu pakureɓa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Rusvingo rwakanga ruri kunze kurutivi rwamakamuri kuruvanze rwokunze pamberi pamakamuri, rwakasvika mamita makumi mashanu pakureba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Paivawo nechidziro nechokunze chakavambirana nedzimba idzodzo woenda kunhandare yokunze pakatarisana nedzimba. Dzaiita makumi maviri amamita ana mamita mashanu kureba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Paivawo nechidziro nechokunze chakavambirana nedzimba idzodzo woenda kunhandare yokunze pakatarisana nedzimba. Dzaiita makumi maviri amamita ana mamita mashanu kureba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Pakanga pane madziro aitevedzana namakamuri uye noruvazhe rwokunze.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 42:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy