Ezekieri 42:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pamberi pedzimba idzodzo paiva nopokupinda napo mukati paiita mamita mashanu kufara, urefu hwacho huchiita makumi mashanu amamita. Makonhi adzo akanga ari nechokuchamhembe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Pamberi pamakamuri pakaŋga panenɀimbo yokufamba icipinda mukati yakaita makubiti anegumi, iri nzira yakaita makubiti anezana; mikoʋa yaɀo yakaŋga yakatarira kurutiʋi rwokumsoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Pamberi pamakamuri pakanga pane nzvimbo yokufamba ichipinda mukati yakaita mamita ane zana; mikova yazvo yakanga yakatarira kurutivi rwokumusoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pamberi pedzimba idzodzo paiva nopokupinda napo mukati paiita mamita mashanu kufara, urefu hwacho huchiita makumi mashanu amamita. Makonhi adzo akanga ari nechokuchamhembe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pamberi pedzimba idzodzo paiva nopokupinda napo mukati paiita mamita mashanu kufara, urefu hwacho huchiita makumi mashanu amamita. Makonhi adzo akanga ari nechokuchamhembe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pamberi pamakamuri pakanga pane nzvimbo yokufamba yakanga ine upamhi makubhiti gumi uye makubhiti zana pakureba. Makonhi ayo akanga ari nechokumusoro. Viz kapitola |