Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 42:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Kureba kwemba yaiva nechokuchamhembe kwaiita mamita makumi mashanu upamhi huri makumi maviri amamita ana mamita mashanu ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Pamberi porutiʋi rwakareɓa, rwakaȿika makubiti anezana, kwakaŋga kunomukoʋa worutiʋi rwokumsoro, ʋuye ʋupamhi bgakaita makubiti makumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Pamberi porutivi rwakareba, rwakasvika mamita ane zana, kwakanga kuno mukova worutivi rwokumusoro, uye upamhi hwakaita mamita makumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Kureba kwemba yaiva nechokuchamhembe kwaiita mamita makumi mashanu upamhi huri makumi maviri amamita ana mamita mashanu ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Kureba kwemba yaiva nechokuchamhembe kwaiita mamita makumi mashanu upamhi huri makumi maviri amamita ana mamita mashanu ane hafu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Imba yakanga ino mukova wakatarisa kumusoro yakanga yakareba makubhiti zana uye makubhiti makumi mashanu paupamhi.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 42:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy