Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 41:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ukobvu hwechidziro chokunze kwedzimba idzodzo dzomumativi hwaiita mamita maviri nehafu. Paivawo nepamwe pakanga pasina chinhu pakati pedzimba idzodzo neTemberi

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ʋukobvu bgecidziro camakamuri okumatiʋi necokunze, bgakaita makubiti mashanu; saiɀoɀo ʋo nɀimbo, yakasiyiwa, yaiʋa yamakamuri okumatiʋi eimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ukobvu hwechidziro chamakamuri okumativi nechokunze, hwakaita mamita mashanu; saizvozvowo nzvimbo, yakasiyiwa, yaiva yamakamuri okumativi eimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ukobvu hwechidziro chokunze kwedzimba idzodzo dzomumativi hwaiita mamita maviri nehafu. Paivawo nepamwe pakanga pasina chinhu pakati pedzimba idzodzo neTemberi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ukobvu hwechidziro chokunze kwedzimba idzodzo dzomumativi hwaiita mamita maviri nehafu. Paivawo nepamwe pakanga pasina chinhu pakati pedzimba idzodzo neTemberi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Madziro okunze emakamuri okumativi aiva noukobvu hwaisvika makubhiti mashanu. Nzvimbo yakashama yakanga iri pakati pamakamuri okumativi etemberi.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 41:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy