Ezekieri 41:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 uso hwomunhu hwaiva hwakatarisa kunerimwe divi kumurara uya, uso hweshumba ichiri kuzvinzwa hwaive kumiti yomurara. Mifananidzo yacho yaiva yakavezerwa paTemberi yose iyoyo kuitenderera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 naiɀoɀo kwakaŋga kuneciso comunhu cakatarira kumucindwe kurutiʋi rumŋe, neciso ceshumba ɗuku cakatarira kumucindwe kunorumŋe rutiʋi; ndiɀo ɀaɀakaŋga ɀakaitwa paimba yose kumatiʋi ose; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 naizvozvo kwakanga kune chiso chomunhu chakatarira kumuchindwe kurutivi rumwe, nechiso cheshumba duku chakatarira kumuchindwe kuno rumwe rutivi; ndizvo zvazvakanga zvakaitwa paimba yose kumativi ose; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 uso hwomunhu hwaiva hwakatarisa kunerimwe divi kumurara uya, uso hweshumba ichiri kuzvinzwa hwaive kumiti yomurara. Mifananidzo yacho yaiva yakavezerwa paTemberi yose iyoyo kuitenderera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 uso hwomunhu hwaiva hwakatarisa kunerimwe divi kumurara uya, uso hweshumba ichiri kuzvinzwa hwaive kumiti yomurara. Mifananidzo yacho yaiva yakavezerwa paTemberi yose iyoyo kuitenderera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 chiso chomunhu chakatarisana nomuti womuchindwe kuno rumwe rutivi uye kuno rumwe rutivi chiso cheshumba chakananganawo nomuti womuchindwe uri kuno rumwe rutivi. Zvakanga zvakavezwa pamativi ose etemberi. Viz kapitola |