Ezekieri 41:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akazoera urefu hwemba yakatarisa kumadokero nhandare namadziro ayo kumativi ose ikaita mamita makumi mashanu. Zimba reTemberi nemba yomukati nekamba kapamusuo kokunze Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino wakayera kureɓa kweimba pamberi penɀimbo yaiʋa yoga, yakaŋga iri shure kwayo, namaɓiraʋira ayo kunorutiʋi rumŋe nokunorumŋe rutiʋi, ɀikaita makubiti anezana; ʋuye tembere yomukati, namaɓiraʋira oruʋazhe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino akayera kureba kweimba pamberi penzvimbo yaiva yoga, yakanga iri shure kwayo, namabiravira ayo kuno rutivi rumwe nokuno rumwe rutivi, zvikaita mamita ane zana; uye temberi yomukati, namabiravira oruvanze; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akazoera urefu hwemba yakatarisa kumadokero nhandare namadziro ayo kumativi ose ikaita mamita makumi mashanu. Zimba reTemberi nemba yomukati nekamba kapamusuo kokunze Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akazoera urefu hwemba yakatarisa kumadokero nhandare namadziro ayo kumativi ose ikaita mamita makumi mashanu. Zimba reTemberi nemba yomukati nekamba kapamusuo kokunze Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ipapo akayera urefu hweimba yakatarisana noruvazhe necheshure kwetemberi, pamwe chete nedzimba dzokuratidzira dzacho kurutivi rumwe norumwe; zvakaita makubhiti zana. Nzvimbo tsvene yokunze, nenzvimbo tsvene yomukati uye biravira rakatarisana noruvazhe, Viz kapitola |