Ezekieri 40:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Pedzepo akandiunza kukamba kapamusuo peTemberi akabva aera magwatidziro akamba kepamusuo kacho. Kakaita mamita maviri ane hafu uku nouku. Kufara kweSuo Guru iroro kwaisvitsa mamita manomwe. Mumativi meSuo Guru masvingo akanga achiita mita imwechete nehafu uku nouku. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ɀino wakandiisa paɓiraʋira reimba, akayera mbiru imŋe neimŋe yeɓiraʋira, ɀikaita makubiti mashanu kurutiʋi rwoʋuno, namakubiti mashanu kurutiʋi rweseri; ʋupamhi bgesuʋo bgakaita makubiti matatu kurutiʋi rwoʋuno namakubiti matatu kurutiʋi rweseri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Zvino akandiisa pabiravira reimba, akayera mbiru imwe neimwe yebiravira, zvikaita makubhiti mashanu kune rumwe rutivi, namamita mashanu kurutivi rweseri; upamhi hwesuo hwakaita mamita matatu kune rumwe rutivi mamita matatu kurutivi rweseri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Pedzepo akandiunza kukamba kapamusuo peTemberi akabva aera magwatidziro akamba kepamusuo kacho. Kakaita mamita maviri ane hafu uku nouku. Kufara kweSuo Guru iroro kwaisvitsa mamita manomwe. Mumativi meSuo Guru masvingo akanga achiita mita imwechete nehafu uku nouku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Pedzepo akandiunza kukamba kapamusuo peTemberi akabva aera magwatidziro akamba kepamusuo kacho. Kakaita mamita maviri ane hafu uku nouku. Kufara kweSuo Guru iroro kwaisvitsa mamita manomwe. Mumativi meSuo Guru masvingo akanga achiita mita imwechete nehafu uku nouku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Akandiendesa kubiravira retemberi ndokuyera mbiru dzebiravira, dzakanga dzina makubhiti mashanu kumativi ose. Upamhi hwesuo hwaiva makubhiti gumi namana uye madziro acho aionekera akanga ana makubhiti matatu paupamhi kumativi ose. Viz kapitola |