Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 40:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Akazonditora kunze ondipinza munhandare yomukati, onei, pane dzimba mbiri munhandare yomukati imomo. Imwe yaiva kudivi rokuSuo Guru rokuchamhembe yakatarisa kumaodzanyemba imwewo yacho iri kudivi rokuSuo Guru rokumaodzanyemba yakatarisa kuchamhembe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Kunze kwesuʋo romukati kwakaŋga kunamakamuri aʋaimbi ʋoruʋazhe rwomukati, rwaiʋa kurutiʋi rwesuʋo rokumsoro; iwo akatarira kurutiʋi rwezasi, rimŋe kurutiʋi rwamabvazuʋa ricitarira kurutiʋi rwokumsoro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Kunze kwesuo romukati kwakanga kuna makamuri avaimbi voruvanze rwomukati, rwaiva kurutivi rwesuo rokumusoro; iwo akatarira kurutivi rwezasi, rimwe kurutivi rwamabvazuva richitarira kurutivi rwokumusoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Akazonditora kunze ondipinza munhandare yomukati, onei, pane dzimba mbiri munhandare yomukati imomo. Imwe yaiva kudivi rokuSuo Guru rokuchamhembe yakatarisa kumaodzanyemba imwewo yacho iri kudivi rokuSuo Guru rokumaodzanyemba yakatarisa kuchamhembe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Kunze kwesuo romukati, nechomukati moruvazhe rwomukati, makanga muna makamuri maviri, rimwe kurutivi rwesuo rokumusoro uye rakatarisa kumusoro.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 40:44

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy