Ezekieri 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 ‘Zvino chiteerera unzwe, ndichakusunga mbira dzakondo netambo zvokuti unotadza kupindukira kune rimwe divi kudzamara nguva yako yokukombwa yapera.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Tarira, ndinokusuŋga neɀisuŋgo, urege kushandukurira kunorumŋe rutiʋi, kuȿikira wapedza mazuʋa okukomba kwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Tarira, ndinokusunga nezvisungo, urege kutendeukira kuno rumwe rutivi, kusvikira wapedza mazuva okukomba kwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 ‘Zvino chiteerera unzwe, ndichakusunga mbira dzakondo netambo zvokuti unotadza kupindukira kune rimwe divi kudzamara nguva yako yokukombwa yapera.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 ‘Zvino chiteerera unzwe, ndichakusunga mbira dzakondo netambo zvokuti unotadza kupindukira kune rimwe divi kudzamara nguva yako yokukombwa yapera.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndichakusunga netambo kuitira kuti ukonewe kutendeukira kune rumwe rutivi uchibva kune rumwe kusvikira wapedza mazuva okukomba kwako. Viz kapitola |