Ezekieri 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Kana wapedza mazuva iwaya, unofanira kuvata kechipiri nokurudyi kwako utakure chirango chevemba yokwaJudha. Ndinokutemera makumi mana amazuva, zuva richimiririra gore. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino kana wapedza mazuʋa awa, uʋate pasi norutiʋi rwako rworudyi, kuti utakure ɀakaipa ɀeimba yaJuda; ndakakutarira mazuʋa anamakumi manna, zuʋa rimŋe nerimŋe rifananidze gore. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino kana wapedza mazuva awa, uvate pasi norutivi rwako rworudyi, kuti utakure zvakaipa zveimba yaJudha; ndakakutarira mazuva ana makumi mana, zuva rimwe nerimwe rifananidze gore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Kana wapedza mazuva iwaya, unofanira kuvata kechipiri nokurudyi kwako utakure chirango chevemba yokwaJudha. Ndinokutemera makumi mana amazuva, zuva richimiririra gore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Kana wapedza mazuva iwaya, unofanira kuvata kechipiri nokurudyi kwako utakure chirango chevemba yokwaJudha. Ndinokutemera makumi mana amazuva, zuva richimiririra gore. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Kana uchinge wapedza izvi, uvatezve pasi, panguva ino, norutivi rwako rworudyi, ugotakura chivi cheimba yaJudha. Ndakakutarira mazuva makumi mana, zuva rimwe pagore roga roga. Viz kapitola |