Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 4:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ini ndikati, “Aa-a nhai Tenzi Mwari! Zvamunoona handisati ndambozvin'oresa kubvira pauduku hwangu kusvikira pari zvino. Handisati ndambodya chakafa choga kana chakaita zvokubvamburwa-bvamburwa nezvikara kana zvako kuisa mukanwa mangu'mu nyama yakaipa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ipapo ndikati: Haiwa, Ishe Jehova! Tarirai mŋeya waŋgu hauna‐kumboȿiɓiswa; nokuti kubva paʋuɗuku bgaŋgu kuȿikira ɀino, handina‐kumbodya cakafa coga, kana cakaʋurawa neɀikara, nenyama inonyaŋgadza haina‐kumbopinda mumuromo maŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ipapo ndikati, “Aiwa, Ishe Jehovha! Tarirai mweya wangu hauna kumbosvibiswa; nokuti kubva pauduku hwangu kusvikira zvino, handina kumbodya chakafa choga, kana chakaurawa nezvikara, nenyama yakan'ora haina kumbopinda mumuromo mangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ini ndikati, “Aa-a nhai Tenzi Mwari! Zvamunoona handisati ndambozvin'oresa kubvira pauduku hwangu kusvikira pari zvino. Handisati ndambodya chakafa choga kana chakaita zvokubvamburwa-bvamburwa nezvikara kana zvako kuisa mukanwa mangu'mu nyama yakaipa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ipapo ndakati, “Kwete, Ishe Jehovha! Handina kumbozvisvibisa. Kubva pauduku hwangu kusvikira zvino handina kumbodya chinhu chipi zvacho chakawanikwa chakafa kana chakabvamburwa nezvikara. Hapana nyama yakasvibiswa yakambopinda mumukanwa mangu.”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 4:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy