Ezekieri 39:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwose kwavakandiitira pavachange vagara havo munyika yavo pasina chinovawana pasina anovatyityidzira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ʋacaʋa nemhoȿa yokunyadziswa kwaʋo neyokuɗarika kwaʋo kwaʋakandiɗarikira nako, kana ʋacizogara ɀakanaka panyika yaʋo, kusina‐unozoʋatyisa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 “Vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo neyokudarika kwavo kwavakandidarikira nako, kana vachizogara zvakanaka munyika yavo, kusina anozovatyisa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwose kwavakandiitira pavachange vagara havo munyika yavo pasina chinovawana pasina anovatyityidzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwose kwavakandiitira pavachange vagara havo munyika yavo pasina chinovawana pasina anovatyityidzira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwavo kwose kwavakaratidza kwandiri pavakagara zvakanaka munyika yavo pasina aivavhundusa. Viz kapitola |