Ezekieri 39:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vachatsaura varume vanoramba varipo vokuviga vanenge vasaririra pamusoro payo nyika kuitira kuti ichenurwe, mushure memwedzi minomwe iyoyo ndomavachange vachitsvaga saizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋacatsaura ʋanhu ʋanoɓata misi yose, ʋacapota nenyika pamŋe cete naʋanopfuʋura napo, ʋaciʋiga ʋakasiyiwa pacena, kuti ʋanatse nyika; kana mŋedzi minomŋe yapera ʋacacerekedza pose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vachatsaura vanhu vanobata basa misi yose, vachapota nenyika pamwechete navanopfuura napo, vachiviga vakasiyiwa pachena, kuti vanatse nyika; kana mwedzi minomwe yapera vachacherekedza pose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vachatsaura varume vanoramba varipo vokuviga vanenge vasaririra pamusoro payo nyika kuitira kuti ichenurwe, mushure memwedzi minomwe iyoyo ndomavachange vachitsvaga saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vachatsaura varume vanoramba varipo vokuviga vanenge vasaririra pamusoro payo nyika kuitira kuti ichenurwe, mushure memwedzi minomwe iyoyo ndomavachange vachitsvaga saizvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Vachapa vanhu basa rokuchenesa nyika nguva dzose. Vamwe vachapota nenyika yose uye, kubatanidza naivavo vamwe vachaviga vaya vakasiyiwa vachingova pachena. Mushure memwedzi vachazotanga kutsvaga. Viz kapitola |