Ezekieri 39:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kwemwedzi minomwe, imba yaIsiraeri ichange ichingovaviga kuitira kuti ichenure nyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Imba yaIsraeri icapedza mŋedzi minomŋe iciʋaʋiga, kuti ʋanatse nyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Imba yaIsiraeri ichapedza mwedzi minomwe ichivaviga, kuti vanatse nyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kwemwedzi minomwe, imba yaIsiraeri ichange ichingovaviga kuitira kuti ichenure nyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kwemwedzi minomwe, imba yaIsiraeri ichange ichingovaviga kuitira kuti ichenure nyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “ ‘Imba yaIsraeri ichapedza mwedzi minomwe ichivaviga kuitira kuti nyika inatswe. Viz kapitola |