Ezekieri 39:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Pazuva iroro ndichapa Gogu nzvimbo yokuviga vanhu muIsiraeri, nzvimbo yeBani reVerwendo kumabvazuva kwegungwa uchadzivirira verwendo nokuti imomo ndomunenge makavigwa Gogu nemhomho yake yose. Ichange yava kunzi, ‘Baniremhomhoyokwagogu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino nezuʋa iro ndicapa Gogi nɀimbo yamarinda pakati paIsraeri, iwo mupata waʋafambi kurutiʋi rwamabvazuʋa rweguŋgwa; iɀeɀo ɀicadziʋisa ʋanopfuʋura napo; ipapo ʋacaʋiga Gogi naʋanhu ʋake ʋazhinji ʋose, ndokupatumidza zita rinonzi Hamoni‐Gogi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Zvino nezuva iro ndichapa Gogi nzvimbo yamarinda pakati pavaIsiraeri, mumupata wavafambi kurutivi rwamabvazuva rwegungwa; izvozvo zvichadzivisa vanopfuura napo; ipapo vachaviga Gogi navanhu vake vazhinji vose, ndokupatumidza zita rinonzi, ‘Hamonigogi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Pazuva iroro ndichapa Gogu nzvimbo yokuviga vanhu muIsiraeri, nzvimbo yeBani reVerwendo kumabvazuva kwegungwa uchadzivirira verwendo nokuti imomo ndomunenge makavigwa Gogu nemhomho yake yose. Ichange yava kunzi, ‘Baniremhomhoyokwagogu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Pazuva iroro ndichapa Gogu nzvimbo yokuviga vanhu muIsiraeri, nzvimbo yeBani reVerwendo kumabvazuva kwegungwa uchadzivirira verwendo nokuti imomo ndomunenge makavigwa Gogu nemhomho yake yose. Ichange yava kunzi, ‘Baniremhomhoyokwagogu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “ ‘Pazuva iro, ndichapa Gogi nzvimbo yamakuva muIsraeri, mumupata wavaya vanoshanya vachienda kumabvazuva vakananga kugungwa. Ichadzivirira nzira yavashanyi, nokuti Gogi navanhu vake vachavigwapo. Saka ichatumidzwa kunzi Mupata waHamoni Gogi. Viz kapitola |