Ezekieri 38:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pazuva iroro richauya Gogu kuzorwisa nyika yeIsiraeri, ndichaviruka nehasha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino nezuʋa iro kana Gogi aciʋuya kuzorwa nenyika yaIsraeri, hasha dzaŋgu dzicakwira mumhino dzaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Zvino nezuva iro kana Gogi achiuya kuzorwa nenyika yaIsiraeri, hasha dzangu dzichakwira mumhino dzangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pazuva iroro richauya Gogu kuzorwisa nyika yeIsiraeri, ndichaviruka nehasha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pazuva iroro richauya Gogu kuzorwisa nyika yeIsiraeri, ndichaviruka nehasha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Izvi ndizvo zvichaitika pazuva iroro: Nyika yaIsraeri painorwiswa naGogi, hasha dzangu huru dzichamuka, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitola |