Ezekieri 38:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 kundopamba zvinhu nokutakura zvinhu zvokupamba nokurwisa matongo ava kugara vanhu navanhu vaya vakakokorodzwa kubva kunamamwe marudzi avanhu vane mombe nezvinhu, vagere pakatikati penyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 nditore’ko ɀandiŋgapamba neɀandiŋgatapa; kuti utambanudzire ruʋoko rwako kuzorwa nenɀimbo dzakaŋga dzaparadzwa dzinogarwa ɀino, nokurudzi rwakaʋuŋganidzwa kumarudzi aʋanhu, ʋakawana ɀipfuwo nefuma, ʋagere pakati penyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 nditoreko zvandingapamba nezvandingatapa; kuti utambanudzire ruoko rwako kuzorwa nenzvimbo dzakanga dzaparadzwa dzinogarwa zvino, nokurudzi rwakaunganidzwa kumarudzi avanhu, vakawana zvipfuwo nepfuma, vagere pakati penyika.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 kundopamba zvinhu nokutakura zvinhu zvokupamba nokurwisa matongo ava kugara vanhu navanhu vaya vakakokorodzwa kubva kunamamwe marudzi avanhu vane mombe nezvinhu, vagere pakatikati penyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 kundopamba zvinhu nokutakura zvinhu zvokupamba nokurwisa matongo ava kugara vanhu navanhu vaya vakakokorodzwa kubva kunamamwe marudzi avanhu vane mombe nezvinhu, vagere pakatikati penyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndichapamba ndigotora nechisimba, ndichasimudza ruoko rwangu kuti ndirwise matongo ogarwa navanhu uye vanhu vakaungana kubva kundudzi vakapfuma pazvipfuwo nenhumbi, vagere pakati penyika.” Viz kapitola |