Ezekieri 38:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Uchati regai ndiende kundorwisa nyika ine misha iri pachena zvapo ndichingoyerekana ndasvikira vanhu vakazvigarira havo vose vagere vasina rusvingo kana zvihuri kunyange misuo mikuru Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 ucati: Ndicaenda kunyika inemisha isina‐kuʋakirwa; ndicaenda kunaʋanorugare, ʋagere ɀakanaka, ʋose ʋagere ʋasinamaȿiŋgo, ʋasineɀipfigiso kana masuʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 uchiti, ‘Ndichaenda kunyika ine misha isina kuvakirwa; ndichaenda kuna vane rugare, vagere zvakanaka, vose vagere vasina masvingo, vasina zvipfigiso kana masuo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Uchati regai ndiende kundorwisa nyika ine misha iri pachena zvapo ndichingoyerekana ndasvikira vanhu vakazvigarira havo vose vagere vasina rusvingo kana zvihuri kunyange misuo mikuru Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Uchati regai ndiende kundorwisa nyika ine misha iri pachena zvapo ndichingoyerekana ndasvikira vanhu vakazvigarira havo vose vagere vasina rusvingo kana zvihuri kunyange misuo mikuru Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Iwe uchati, “Ndichakomba misha isina masvingo; ndicharwisa vanhu vasingafungiri vagere zvavo zvakanaka, vose vanogara vasina masvingo uye vasina masuo namazariro. Viz kapitola |