Ezekieri 37:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndichaisa marunda pamuri, ndichaitawo kuti nyama ive pamuri ndikuputirei neganda ndigokufemerai mweya mamuri muchiva vapenyu. Muchabva maziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndicaisa marunda pamsoro penyu, nokuʋuyisa nyama pamsoro penyu, nokukufukidzai neganda, nokuisa mŋeya mukati menyu, murarame; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ndichaisa marunda pamusoro penyu, nokuuyisa nyama pamusoro penyu, nokukufukidzai neganda, nokuisa mweya mukati menyu, murarame; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndichaisa marunda pamuri, ndichaitawo kuti nyama ive pamuri ndikuputirei neganda ndigokufemerai mweya mamuri muchiva vapenyu. Muchabva maziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndichaisa marunda pamuri, ndichaitawo kuti nyama ive pamuri ndikuputirei neganda ndigokufemerai mweya mamuri muchiva vapenyu. Muchabva maziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndichaisa marunda pamuri ndigoita kuti muve nenyama pamusoro penyu uye ndichakufukidzai neganda; ndichaisa mweya mukati menyu uye muchava vapenyu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ” Viz kapitola |