Ezekieri 37:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvanzi naTenzi Mwari kumapfupa aya, chinzwai, ndichapinza mweya mamuri mugorarama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀanzi naShe Jehova kumafupa awa: Tarirai, ndicapinza mŋeya mukati menyu, mucararama ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa awa, ‘Tarirai, ndichapinza mweya mukati menyu, muchararamazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvanzi naTenzi Mwari kumapfupa aya, chinzwai, ndichapinza mweya mamuri mugorarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvanzi naTenzi Mwari kumapfupa aya, chinzwai, ndichapinza mweya mamuri mugorarama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa aya: Ndichaisa mweya mukati menyu mugorarama. Viz kapitola |