Ezekieri 37:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vachagara havo munyika iyoyo yandakapa kumuranda wangu Jakobho ikagarwawo namadzibaba enyu. Ivo navana vavo navana vavana vavo, vachagara imomo narini wose uyu muranda wangu Dhavhidhi ndiye achava ishe wavo narini wose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋacagara munyika yandakapa Jakobo muranda waŋgu, maigara madziɓaɓa enyu; ʋacagara’mo, iʋo naʋana ʋaʋo, naʋana ʋaʋana ʋaʋo, nokusiŋgaperi; Davidi muranda waŋgu ucaʋa mucinda waʋo nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Vachagara munyika yandakapa Jakobho muranda wangu, maigara madzibaba enyu; vachagaramo, ivo navana vavo, navana vavana vavo, nokusingaperi; Dhavhidhi muranda wangu achava muchinda wavo nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vachagara havo munyika iyoyo yandakapa kumuranda wangu Jakobho ikagarwawo namadzibaba enyu. Ivo navana vavo navana vavana vavo, vachagara imomo narini wose uyu muranda wangu Dhavhidhi ndiye achava ishe wavo narini wose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vachagara havo munyika iyoyo yandakapa kumuranda wangu Jakobho ikagarwawo namadzibaba enyu. Ivo navana vavo navana vavana vavo, vachagara imomo narini wose uyu muranda wangu Dhavhidhi ndiye achava ishe wavo narini wose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vachagara munyika yandakapa kumuranda wangu Jakobho, iyo nyika yaigara madzibaba avo. Vachagaramo nokusingaperi ivo navana vavo navana vavana vavo uye Dhavhidhi muranda wangu achava muchinda wavo nokusingaperi. Viz kapitola |