Ezekieri 37:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Tsvimbo dzauchanyora padziri padzinenge dziri muruoko rwako ivo vakatarisa nameso avo ipapo iti kwavari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino matanda aunonyora pamsoro pawo anofanira kuʋa muruʋoko rwako ʋaɀiʋone. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Zvino matanda aunonyora pamusoro pawo anofanira kuva muruoko rwako vazvione. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Tsvimbo dzauchanyora padziri padzinenge dziri muruoko rwako ivo vakatarisa nameso avo ipapo iti kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Tsvimbo dzauchanyora padziri padzinenge dziri muruoko rwako ivo vakatarisa nameso avo ipapo iti kwavari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uabate pamberi pavo iwo matanda awakanyora paari Viz kapitola |